Loading...
Larger font
Smaller font
Copy
Print
Contents

Tariro Huru

 - Contents
  • Results
  • Related
  • Featured
No results found for: "".
  • Weighted Relevancy
  • Content Sequence
  • Relevancy
  • Earliest First
  • Latest First
    Larger font
    Smaller font
    Copy
    Print
    Contents

    Chokwadi Chinorambwa Nokuti Chine Chekuita neMuchinjikwa

    Satani anoita kuti dzidziso dzakatsauka dzigamuchirike nyore. Iye akagadzirira kupa zvidiso zvemwoyo uye kunyengera panzvimbo yeidi. Ndiyo nzira yakashandiswa naana papa kuti vaise simba ravo pakukurira mifungo yevanhu. Nekuramba chokwadi nekuda kwekuti chine muchinjikwa mukati maprotestant ari kutevedzerawo nzira imwe cheteyo. Vose vanoda zvakareruka kuti vayanane nenyika vachasiyiwa kuti vagamuchire dzidziso dzakarasika dzinoparadzisa munhu nekusingaperi pachinzvimbo chekugamuchira chokwadi (2 Pet 2:1).TaH 30.1

    Larger font
    Smaller font
    Copy
    Print
    Contents