Loading...
Larger font
Smaller font
Copy
Print
Contents

Tariro Huru

 - Contents
  • Results
  • Related
  • Featured
No results found for: "".
  • Weighted Relevancy
  • Content Sequence
  • Relevancy
  • Earliest First
  • Latest First
    Larger font
    Smaller font
    Copy
    Print
    Contents

    Kuyanana Kunorambidzwa

    Mwari akarambidza hurukuro pakati pevanhu nemweya yakaipa kana inozviti yevafl. Mweya yekuvuka iyi sekuzivikanwa kwayo ichishanya kubva kune dzimwe nyika inonzi neBaiberi mweya yaSatani. (Num 25:1-3; Mapisa 106:28; 1 vaKor 10:20; Zvak 16:14). Kuva nechekuita nemweya iyi zvainge zvichirambidzwa. Uyo aiwanikidzwa achiita saizvozvo aiurayiwa ( Revhitiko 19:31;20:27). Kushanda kwezvemweya yakaipa muchimiro chinoyemurika kwapindawo mune zvescience, nekumakereke ikafarirwawo mumatare emuhurumende. Kunyengera kukuru uku kumutsiridza kwehun'anga nehuroyi munguwo dzanhasi.TaH 52.2

    Pakumiririra mutadzi anoita zvinonyangadza kwazvo Satani anoti kunyika, ” Zvisinei kuti unotenda here kana kwete munhu ngaararame sezvaanoda, denga musha wake”.” Vanenhamo vanoti zvakaipa ndizvo zvakanaka, vuye zvakanaka kuti ndizvo zvakaipa, vanoisa rima panzvimbo yechiedza, nechiedza panzvimbo yerima; vanoisa zvinovava panzvimbo yezvinotapira, nezvinotapira panzvimbo yezvinovava” (Isaya 5:20).TaH 53.1

    Larger font
    Smaller font
    Copy
    Print
    Contents